Duramazwi · zita
nhete
narrow
Duramazwi · zita
narrow
Nhete chipauro chemumupanda 9 chinotsanangura mamiriro echinhu chisina kukora kana kuti kufuta muviri.
Gandari.
Nhete chipauro chemumupanda 9 chinotsanangura mamiriro echinhu chisina kukora kana kuti kufuta muviri.
Ainge abaiwa panyama nhete chaipo.
Vehana nhete vanoonekwa kudhakwa pahari yechiwanano.
Kana mvura ichiti waka waka inenge ichinaya iri nhete zvisina ruzha rwakanyanya.
Kana mvura ichinzi inhete inenge ichinaya zvisina ruzha, ichiita zvokusakasira, isina madonhwe makuru.
Gandari.
Ainge abaiwa panyama nhete chaipo.
Vehana nhete vanoonekwa kudhakwa pahari yechiwanano.
Svangazvuru inyoka nhete ine mitaro, isingarumi uye inowanzofamba ichimhanyisa.
-tete · dete
Duramazwi
01 / 03nhetembo
poetry
VerengaSwipe for the next word