KwaunobvaDuramazwiNnhetemwa

Duramazwi · zita

nhetemwa

chirekerera

Zvinoreva

Nhetemwa kudedera kana kubvundisa muviri kunoitwa nemunhu anenge achembera kana kuti anorwara.

1

Nhetemwa kudedera kana kubvundisa muviri kunoitwa nemunhu anenge achembera kana kuti anorwara.

Kana uchidedera unenge uchizunguzika muviri nokuda kwechando, kutya, nhetemwa kana hasha.

Nhetemwa kudedera kana kubvundisa muviri kunoitwa nemunhu anenge achembera kana kuti anorwara.

Zvakafanana

chirekerera

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhetserwa

Nhetserwa kumuka mangwanani-ngwanani munhu achiita basa kana kuti achifamba rwendo.

Verenga

Swipe for the next word