KwaunobvaDuramazwiCchingaidza

Duramazwi

chingaidza

Zvinoreva

Kuchingaidza munhu kumuita kuti ashamisike kana kuti asanzwisisa zviri kuitika.

1

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chingama

Kana danda rakachingama rinenge rakatandira mberi kwako rakachinjika paunofamba napo.

Verenga

Swipe for the next word