KwaunobvaDuramazwiBbhureki

Zvinoreva

Bhureki ndechi-notsikwa kana kudzvanywa pamishini yakaita semotokari, chinoita kuti imire kana kufamba zvishoma pane zvainenge ichimboita.

Bhureki inguva inomira vanhu vachizorora pane basa ravanga vachiita.

1

Bhureki kanguva kanombomiswa zvidzidzo pachikoro zvobva zvozotangiswa-zve.

2

3

4

Zvine chekuita

bhureke

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhurichi

Bhurichi mwana anenge asina kugara zvakanaka mudumbu maamai, kazhinji anenge akachinjika.

Verenga

Swipe for the next word