Duramazwi01 / 03bhurekeBhureke mudziyo wepurasiti-ki une mubato nehwidibiro, unogona kuchengeterwa shuga, mukaka nezvimwewo.Verenga→
Duramazwi02 / 03bhurekiBhureki ndechi-notsikwa kana kudzvanywa pamishini yakaita semotokari, chinoita kuti imire kana kufamba zvishoma pane zvainenge ichimboita.Verenga→
Duramazwi03 / 03bhurichiBhurichi mwana anenge asina kugara zvakanaka mudumbu maamai, kazhinji anenge akachinjika.Verenga→