KwaunobvaDuramazwiBbhurigedhi

Duramazwi

bhurigedhi

brigade

Zvinoreva

Muchiuto bhurigedhi iboka guru rinenge rine varwi vanokwana kuita zviuru zvitatu, iro richiumbwa nemabhatariyoni matatu.

1

Bhurigadhiya muuto ane chinzvimbo chiri pakati nepakati anenge achitungamirira bhurigedhi.

Muchiuto bhurigedhi iboka guru rinenge rine varwi vanokwana kuita zviuru zvitatu, iro richiumbwa nemabhatariyoni matatu.

2

Iri iboka revechidiki rinobatsira pakuita mabasa akasiyana-siyana munzvimbo dzavanenge vachigara.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhuroira

Bhuroira rudzi rwehuku dzenyama, dzakaita chena kazhinji, dzinokasika kukura.

Verenga

Swipe for the next word