KwaunobvaDuramazwiVvhiniga

Duramazwi · zita

vhiniga

vinegar

Zvinoreva

Vhiniga muto unovava nekupisirira, unogadzirwa kubva muwaini uye unoshandiswa sezvakaita pakuchengetedza zvinhu zvakaita senyama kuti isakasika kuora.

1

Vhiniga muto unovava nekupisirira, unogadzirwa kubva muwaini uye unoshandiswa sezvakaita pakuchengetedza zvinhu zvakaita senyama kuti isakasika kuora.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhinyu

Vhinyu rudzi rwewaini inogadzirwa kubva pamupamu.

Verenga

Swipe for the next word