Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachivhikisana vanenge vachikandirana zvibhakera pakurwa.
1

Paivhikisana vanhu vakasımba zvokuti hapana akagona kuvarandutsira.
Kana vanhu vachivhikisana vanenge vachikandirana zvibhakera pakurwa.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhima
hunt
VerengaSwipe for the next word