Duramazwi01 / 03vhikiraKana uchivhikira mumwe munhu unenge uchiita kuti chinokuvadza chisasvika paari.Verenga→
Duramazwi02 / 03vhikiriraKuvhikirira kuzvichengetedza kuitira kuti usakuvadzwa nechimwe chinhu.Verenga→
Duramazwi03 / 03vhikisanaKana vanhu vachivhikisana vanenge vachikandirana zvibhakera pakurwa.Verenga→