KwaunobvaDuramazwiVvhiki

Duramazwi

vhiki

weekend · week

Zvinoreva

Vhiki mazuva anosvika manomwe, tichitanga kuverenga kubva paMuvhuro kusvika paSvondo.

1

Vhiki rakapera, musi wehindavhiyu wakasvika.

Ngoto hwahwa hunobikwa nevanhu mudzimba, hunotora mazuva anokwana vhiki kuti huibve.

Vhiki mazuva anosvika manomwe, tichitanga kuverenga kubva paMuvhuro kusvika paSvondo.

Zvakafanana

Svondo

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word