Duramazwi
Zvinoreva
Kuvhika kuzvivharidzira kuitira kuti usasvikirwe neshamhu kana chibhakera.
1
Kuvhika kuzvivharidzira kuitira kuti usasvikirwe neshamhu kana chibhakera.
Kana uchirwa nomumhu unopiyanisa maoko, kuitira kuvhika kuti zvibhakera zvisasvika kumeso.
Musikana akavhika shoko rangu pandaimupfimba ndikapererwa nemazwi.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhika shoko
Kuvhika shoko kupindura munhu nenzira yakanaka zvekuti haazowane zvimwe zvekutaura.
VerengaSwipe for the next word