KwaunobvaDuramazwiVvhika shoko

Duramazwi

vhika shoko

Zvinoreva

Kuvhika shoko kupindura munhu nenzira yakanaka zvekuti haazowane zvimwe zvekutaura.

1

Kuvhika shoko kupindura munhu nenzira yakanaka zvekuti haazowane zvimwe zvekutaura.

Musikana akavhika shoko rangu pandaimupfimba ndikapererwa nemazwi.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word