KwaunobvaDuramazwiVvhiiwa

Duramazwi

vhiiwa

Zvinoreva

Kuve wakaitwa chiito chekuvhiyiwa (kuvurwa muviri).

1

Kuve wakaitwa chiito chekuvhiyiwa (kuvurwa muviri).

Bweve inyama inosara yakanamira padehwe remhuka yavhiiwa.

Ururu inyama inosara yakanamira padehwe remhuka yavhiiwa.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhika

Kuvhika kuzvivharidzira kuitira kuti usasvikirwe neshamhu kana chibhakera.

Verenga

Swipe for the next word