KwaunobvaDuramazwiVvhiya

Duramazwi

vhiya

Zvinoreva

Kana muchivhiya mhuka munenge muchiibvisa dehwe, mushure mekuiuraya.

1

Kana muchivhiya mhuka munenge muchiibvisa dehwe, mushure mekuiuraya.

Takakoniwa kuvhiya mbudzi tapiwa gwese rebanga.

Uyu mudziyo wakapinza unoshandiswa pakupara kana pakuvhiya ganda remhuka yaurawa.

Iyi inyama inopiwa munhu anenge asvika akabatsira vanenge vachivhiya n'ombe.

2

Kana chiremba achivhiya murwere anenge achimucheka kuti awane kuongorora kana kubvisa chinenge chichimurwadza.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhiyiwa

Kana mombe kana imwewo mhuka inodyiwa nyama zvikavhiyiwa zvinenge zvaurayiwa zvikabviswa dehwe nekuchekwa-chekwa.

Verenga

Swipe for the next word