Duramazwi · zita
vhidhiyo
documentary · video
Duramazwi · zita
documentary · video
Vhidhiyo kamuchina kanoiswa kaseti ichizobudisa mifananidzo paterevhizheni.
Vhidhiyo kamuchina kanoiswa kaseti ichizobudisa mifananidzo paterevhizheni.
Vhidhiyo kamuchina kanoiswa kaseti ichizobudisa mifananidzo paterevhizheni.
Vhidhiyo mifananidzo inobva pakaseti ichionekwa paterevhizheni.
Mifananidzo yevanhu vasina kupfeka, mavhidhiyo anoonekwa uye mitambo inobuda pazvivhitivhiti zvave kukonzeresawo kuti vanhu varase hunhu.
Vhidhiyo mifananidzo inobva pakaseti ichionekwa paterevhizheni.
Duramazwi
01 / 03vhigoroni
(manje) Vhigoroni kusundana kunoita vanhu pane-nge vachida kuwana chimwe chinhu vakawanda.
VerengaSwipe for the next word