KwaunobvaDuramazwiNnhoo

Duramazwi · zita

nhoo

shield

Zvinoreva

Nhoo ndezvekudya zvinobikwa parufu.

Nhoo idehwe rinowaridzwa pasi sorukukwe, rogarirwa kana kurarirwa.

1

Nhoo mudziyo kana chombo chinogadzirwa nedehwe remhuka, chaishandiswa kare muhondo kudzivirira mapfumo.

Kana munhu akanzi akatukwa nenhoo anenge achingogara achifirwa, kazhinji nevana.

2

3

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhope

Nhope madhaka akawanda panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word