Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhopi kudya kunogadzirwa nenhanga kana shamba rinoseswa, robikwa nokuiswa dovi nemunyu.
Nhopi chitanda chinoshandiswa kuchera makomba.

Kana uchida kubika nhopi yemanhanga unofanira kutanga wasenda nhanga racho usati waribika.
Ingoti kambu kambu nhopi iyi. Yapora.
Shamba chirimwa chakada kuita sevisi, chinobikiswa nhopi kana kupiwa zvipfuyo.
Nhopi chitanda chinoshandiswa kuchera makomba.
Ingoti kambu kambu nhopi iyi. Yapora.
Shamba chirimwa chakada kuita sevisi, chinobikiswa nhopi kana kupiwa zvipfuyo.
Nhopi kudya kunogadzirwa nenhanga kana shamba rinoseswa, robikwa nokuiswa dovi nemunyu.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhopora
Nhopora izwi rinoshandiswa kureva chero ipi zvayo shiri ine tsika yokuteta mbeu dzinenge dzadyarwa pasi, dzava kumera.
VerengaSwipe for the next word