Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dikisa rutanda rwakatesvera mberi runoshandiswa kuchera zvinhu zvakaita semabura anenge asarira pasi panguva yokukohwa.
1

Atomu ndiko kanhu kadikidikisa kokupedzisira kasingatomboonekwi nemaziso.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dikisingwi
Dikisingwi rwend kana kuti chiitiko chisina zvachinoburitsa.
VerengaSwipe for the next word