Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hwiribidi.
1
Hwiribidi.
Kuti pindikiti mumba kupinda mukati nokukasika, kana panguva yawanga usingatarisirwi nevanhu vanenge varimo.
Figa chimiro chomunhukadzi. Ukati musikana ane figa yakanaka ndoupi, vamwe vanonongedzera chivhindikiti, vamwewo vachinongedzera tepi.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dikitira
Kana uchidikitira unenge uchibuda ziya mumuviri
VerengaSwipe for the next word