KwaunobvaDuramazwiDdikinya

Duramazwi · zita

dikinya

Zvinoreva

Dikinya ihari isina kukwenenzverwa pakuumbwa kwayo.

1

Dikinya ihari isina kukwenenzverwa pakuumbwa kwayo.

Dikinya ihari isina kukwenenzverwa pakuumbwa kwayo.

Kuti ndikinya kupa mumwe munhu chinhu, asi mumwoyo mako usingadi kumupa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dikinyidza

Kudikinyidza kuumba hari usinganyatsoikwenenzvera zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word