Duramazwi
tau tau
-tauta
Duramazwi
Kuti tau tau kupfurapfura kunoita huku kana mhuka yachekwa, yava kufa.
Kuti tau tau kuuruka uruka, sezvinoita kabhora kadiki.

01 / 03taudza
Kutaudza munhu kutanga nyaya naye une chinangwa chokumuvaraidza.
VerengaSwipe for the next word