KwaunobvaDuramazwiSsakaramende

Duramazwi · zita

sakaramende

Zvinoreva

Ichi chikomborero chaunopiwa nomupurisite kana nomubhishopu.

1

Ichi chikomborero chaunopiwa nomupurisite kana nomubhishopu.

NeSvondo Nyemwe nakuda vakapiwa sakaramende romuchato.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sakatira

Sakatira isumbu rezvinhu zviri pamwe chete.

Verenga

Swipe for the next word