Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akanzi ane buka anenge asingatani kuvhunduka.
Kubuka kudonha kunoita riva kana ragumhwa.
1

Aka kamuti kana kuti kamuruva, kanomera pamadziro emba kana pamatongo, kanorapa buka.

Buka imhuka yemusango inenge iine mumhu mukuru.
2

3

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bukapuka
Bukapuka kumhanya-mhanya kunoita vanhu vachitsvaga chimwe chinhu chinenge chashaikwa.
VerengaSwipe for the next word