Duramazwi
bukura
-dhogora
Duramazwi
Kubukura kudzoka mukanwa kunoita zvaunenge wambodya, zvisati zvadzeyewa mudumbu.

01 / 03bukuro
Bukuro ndezvinenge zvambodyiwa nemombe, zvinozodzokazve kubva mudumbu ichizozvidzeya mumukanwa.
VerengaSwipe for the next word