KwaunobvaDuramazwiTtunha

Duramazwi

tunha

Zvinoreva

Kutunha kutaura uchikurudzira kuti mumwe aite chimwe

1

Kutunha kutaura uchikurudzira kuti mumwe aite chimwe

Kuti tunha tunha kufamba kwemunhu anozvida achida kuti aonekwe.

Asi kutakura chitunha imwe nyaya yakakomba kwazvo; kunyanya kana chitunha ichocho chiri chomunhu mukuru chaiye.

Chitunha chaiva pamberi pake chaiva chababa vake, baba vaaidisa kukunda ani naani zvake, baba vaakambenge ataura navo nezuro.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tunha tunha

Kuti tunha tunha kufamba kwemunhu anozvida achida kuti aonekwe.

Verenga

Swipe for the next word