Duramazwi
Zvinoreva
1 Kukusvidzira munhu kumufurira kuti aite chimwe chinhu.
1
1 Kukusvidzira munhu kumufurira kuti aite chimwe chinhu.
Mutyairi munhu anokusvidzira mombe dzakasungwa kuti dzifambise, zvikuru pakurima.
Marwise munhu anokusvidzira vamwe kuti varwe chero pasina chikuru chavakanganisirana.
Kusakidzira kukusvidzira imbwa kuti dzitandanise kana kuruma mhuka, munhu kana chimwewo chinhu.
2
2 Kukusvidzira kuita zvinhu zvinoita kuti vanhu kana mhuka dzide kurwa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kusvika
approach
VerengaSwipe for the next word