KwaunobvaDuramazwiTtunha tunha

Duramazwi

tunha tunha

Zvinoreva

Kuti tunha tunha kufamba kwemunhu anozvida achida kuti aonekwe.

1

Kuti tunha tunha kufamba kwemunhu anozvida achida kuti aonekwe.

Kuti tunha tunha kufamba kwemunhu anozvida achida kuti aonekwe.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tunhaidza

Kutunhaidza munhu kumukurudzira kuita zvinhu nesimba asi kazhinji kacho zviri zvinhu zvakashata.

Verenga

Swipe for the next word