KwaunobvaTsumoUshamwariMiti inomera pamwepo hairegi kukwizana kana kune mhepo.

Tsumo · Ushamwari

Miti inomera pamwepo hairegi kukwizana kana kune mhepo.

Zvinorehwa

Vanhu vanogara pamwe chete havagoni kupukunyuka kusawirirana nguva nenguva.

What it means

People who live and work closely together will inevitably have some friction between them from time to time.

Word for word

Trees that grow together cannot help but rub against each other when the wind blows.

Dzimwe tsumo dzeushamwari

Dzose

Tsumo · Ushamwari

01 / 03

Chaikanya chototsa, chaitotsa chokanyawo.

What it means

Helping one another should go both ways; whoever assists you deserves to be helped by you in return.

Verenga

Swipe for the next proverb