KwaunobvaTsumoUshamwariVarume ndivamwe kutsva kwendebvu vanodzimurana.

Tsumo · Ushamwari

Varume ndivamwe kutsva kwendebvu vanodzimurana.

Zvinorehwa

Vanhu kana vakagaridzana vanoti vakaona mumwe ava munjodzi vanomubatsira, izvi ndizvo zvinoita kuti nyakubatsirwa azovabatsirawo panguva inotevera. Munhu womurume haafaniri kupfuura achisiya imwe hama iri munjodzi.

What it means

When people live closely together, seeing one of them in danger, they help; this shows that the one who was helped should help the helper in turn later on. A person should not walk past and leave a fellow relative in danger.

Word for word

Men are all the same; when their beards burn they help each other to extinguish the fire.

Dzimwe tsumo dzeushamwari

Dzose

Tsumo · Ushamwari

01 / 03

Kuchengeta imbwa yomweni kuda mwene wayo.

What it means

If you love someone, you must love everything about them; you cannot claim to love a person while despising something about them.

Verenga

Swipe for the next proverb