KwaunobvaDuramazwiSsvokota

Duramazwi

svokota

Zvinoreva

Kusvokota kubvisa rukanda rwokunze rwenzungu kana chibage, uchida kudya.

1

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svokotora

Kusvokotora kupukuta maziso anenge achivava kana kuti aine misodzi.

Verenga

Swipe for the next word