Duramazwi
Zvinoreva
Kana imbwa ichisvoma tsuro inenge ichiidzinganisa zvakasimba.
Kana munhu achisvoma anenge achinyara.

Tsvoma inzvimbo iri nechepamusoro pehuma, inotefenyeka kana mwana achiri mucheche.

Dzvotsvoma imvura yakawanda inonaya kwenguva yakareba.

Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03svombonoro
Svombonoro isimbi yakagadzirwa nomutoo wokuti inogona kushandiswa kukiya kana kukiinura pagonhi, bhegi kana zvimwewo.
VerengaSwipe for the next word