Duramazwi
gutsikana
content · convince · convinced
Duramazwi
content · convince · convinced
Kugutsikana kufadzwa nezvinenge zvaitika.
Kugutsikana kufadzwa nezvinenge zvaitika.
Kana usina kunzwisisa verengazve kusvika iwe wagutsikana zvekukwanisa kupindura mibvunzo inotevera.
Chinyorazve kanyaya kako kusvika wagutsikana, zvichakubatsira kuti uve nyanzvi pakunyora kunyange rondedzero dzemutowo wakadai.
Manetsera kusagutsikana kunoita munhu, chero akaitirwa zvinhu zvakanaka sei.
Duramazwi
01 / 03gutsire
Gutsire munhu anogara achingorara pese pese.
VerengaSwipe for the next word