KwaunobvaDuramazwiGgutsu

Duramazwi · zita

gutsu

Zvinoreva

Gutsu chitima chinotakura zvinhu bedzi, kwete vanhu.

Kuti gutsu kukwidza musoro kudenga nokuudzikisa kuratidza kuti uri kubvumirana nezvinotaurwa.

1

Paitaura baba vake, mwanakomana aingoti gutsu musoro kuratidza kuti aifarira zvavaitaura.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gutsura

Kugutsura kubvumira zvauri kunzwa kana kuona, uchizviratidza nokuzunguza musoro uchiukwidza nokuudzikisa pasi.

Verenga

Swipe for the next word