Duramazwi
gutsurira
nod
Duramazwi
nod
Kugutsurira kufambisa musoro munhu uchikwidza nokuudzikisa, senzira yokuratidza kubvumirana nezvauri kunzwa kana kufarira zvauri kuona.
Kugutsurira kufambisa musoro munhu uchikwidza nokuudzikisa, senzira yokuratidza kubvumirana nezvauri kunzwa kana kufarira zvauri kuona.
Baba vakapopota zvikuru pakasvika musikana kwasviba, ndokuzogutsurira vanzwa kuti vauya vese natete.
Bacaren vakabva vagutsurira musoro kuti ichokwadi chiri kurehwa.
Ndakangogutsurira musoro ndichibva ndabuda ndichimhanya.
-dzungudzira
-dzungudza
Duramazwi
01 / 03Gutu
Gutu izita guru rinopiwa vanhu vomutupo weGumbo vane vamwe vakawandira kudunhu rekwaMupandawana.
VerengaSwipe for the next word