KwaunobvaDuramazwiGGutu

Duramazwi · zita

Gutu

Zvinoreva

Gutu izita guru rinopiwa vanhu vomutupo weGumbo vane vamwe vakawandira kudunhu rekwaMupandawana.

1

Gutu inzvimbo inogara vaira Gumbo yakapoteredza Mupandawana, iri kumaodzanyemba kweBuhera iri kuchamhembe kwebhikita.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gutukutu

Iri zimweya rinonhuhwa zvokutadzisa kufema, uye rigona kurutsisa.

Verenga

Swipe for the next word