Kwaunobva/Duramazwi/G/gutumukutu
Duramazwi · zita
Uku kuwanda kwakanyanya kwezvinhu.
Mubani mune gutumukutu rematombo.
Duramazwi
gutura
Chinhu chinenge chiine gutura chinenge chichinhuhwa zvikuru.
gutuveze
Kuita gutuveze kunhuhwa zvakanyanya kunenge kuchiita chimwe chinhu.
gutyaira
Kugutyaira kunwa chimwe chinhu nekukasika zvokuti panoitika karuzha.
Swipe for the next word