KwaunobvaDuramazwiGgutukutu

Duramazwi · zita

gutukutu

Zvinoreva

Iri zimweya rinonhuhwa zvokutadzisa kufema, uye rigona kurutsisa.

1

Iri zimweya rinonhuhwa zvokutadzisa kufema, uye rigona kurutsisa.

Muhacha une gutukutu rinobuda munguva dzechirimo.

Zvakafanana

gwema

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gutumukutu

Uku kuwanda kwakanyanya kwezvinhu.

Verenga

Swipe for the next word