KwaunobvaDuramazwiZzungura

Duramazwi · zita

zungura

-sera-engura

Zvinoreva

Kana munhu achizungura nzungu murusero, anenge a-chirwutenderedza kuti marara aende pamusoro, nzungu dzosara pasi.

Zungura chitima kana motokari hombe inoshandiswa kutakura zvinhu zvakaita senzimbe kana marara.

1

Kana chokudya chikanzi chinodzungura chinenge chichiita kuti munhu anzwe kuda kurutsa musure mekunge achidya.

2

Zvakafanana

-sera · -engura

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zunguza

Kana mhepo ichizunguza miti, inenge ichiita kuti mapazi acho nemashizha acho zvita-mbe-tambe.

Verenga

Swipe for the next word