KwaunobvaDuramazwiGgenge

Duramazwi

genge

-gonga-gongo-

Zvinoreva

Ichi chiito-mwana chinoshandiswa kuratidza kuti zvazoitika zvanga zvisingafaniri kuitika.

1

Ichi chiito-mwana chinoshandiswa kuratidza kuti zvazoitika zvanga zvisingafaniri kuitika.

Wakagenge wobikireizve nyama yose?

Dudzai paakabva kuJapani, akauya nemungenge weToyota.

Pawakasvika kumba kwangu, ndaigenge ndaenda kupi.

Zvakafanana

-gonga

Zvine chekuita

-gongo-

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word