KwaunobvaDuramazwiMmagetsi

Duramazwi · zita

magetsi

electrical · electrician · electricity · electrification · electrify

Zvinoreva

Magetsi moto unofamba nemuwaya, uchizopfuta kuita chiedza kana simba rinobikisa kana kufambisa michina.

1

Magetsi moto unofamba nemuwaya, uchizopfuta kuita chiedza kana simba rinobikisa kana kufambisa michina.

Zuva iri ndinotenda Mwari nekuti magetsi aive asina kumboenda.

Ndakamuka ndichivhunduka ndokushamisika ndichiona mumba makachena kuratidza kuti magetsi aive adzoka.

Taivezve tajaira kumusha kusina magetsi kwekuti waingoti ukaona kwakuonekera wobva waziva kuti kwayedza.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

magi

Magi ikomichi hombe yedhaka kana simbi, inonwirwa zvinwiwa zvakaita setii.

Verenga

Swipe for the next word