Duramazwi
Zvinoreva
Chierwa imhuka kana chimwe chinhu chinokosheswa somutupo navanhu vedzinza rimwe chete.
1

Chierwa chavaera Shava inhuka.
Chierwa imhuka kana chimwe chinhu chinokosheswa somutupo navanhu vedzinza rimwe chete.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chifambiso
Chifambiso chinhu chakaita semotokari kana ndege chinoshandiswa kutakura vanhu kana zvinhu kubva pane imwe nzvimbo kuenda pane imwe.
VerengaSwipe for the next word