Duramazwi
Zvinoreva
Zamanishoni.
Kana munhu achizama anenge achishingairira kuti zvaanenge achiita zvibudirire.
Zamanishoni.
Vakazoita lucky rekuti Vamhofu vakanzwa kuti key iri kuzama kuvhura kufront door ndokubva vaenda ikoko.
Tadiwa akanyumwa kuseka uku kwave kutanga kuzama kuvhura wanike ihembe dzake dzakanaka dzose dzaainge abva nadzo kumba kwavo.
Mwana akatanga kueredza misodzi ave kuda kuzama kudzimura asi zvakakona n'anga murapwa achida nekuti ndiye anga ave kutotsva.
Kana munhu achizama anenge achishingairira kuti zvaanenge achiita zvibudirire.
Vakazoita lucky rekuti Vamhofu vakanzwa kuti key iri kuzama kuvhura kufront door ndokubva vaenda ikoko.
Tadiwa akanyumwa kuseka uku kwave kutanga kuzama kuvhura wanike ihembe dzake dzakanaka dzose dzaainge abva nadzo kumba kwavo.
Kuedza ropa kuzama kungoitawo chimwe chinhu uchiti zvimwe chingangobudirira.
Zvakafanana
-yedza
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zamanishoni
examination; test
VerengaSwipe for the next word