KwaunobvaDuramazwiTtsvakurudzo

Duramazwi · zita

tsvakurudzo

quest · research · survey · investigations

tsvakisiso

Zvinoreva

Uku kuedza kuwana ruzivo rwakakwana maererano nechimwe chinhu.

1

Uku kuedza kuwana ruzivo rwakakwana maererano nechimwe chinhu.

Tanga tichikupawo basa rekuita uye tsvakurudzo nguva nenguva.

Ramba uchiita tsvakurudzo pane zvinenge zvichikunetsa kunzwisisa kusvikira wave kunyatsozvizwisisa.

Unotarisirwa kuita tsvakurudzo yakazara zvisazokushamise mangwana kana wosangana nazvo mubvunzo dzako.

Zvakafanana

tsvakisiso

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvame tsvame

Kuti tsvame tsvame kuva pamwe chete uye kuenderana sezvingaite vanhu vari kutamba rumbo vakabatana.

Verenga

Swipe for the next word