Duramazwi03 / 03matsvaMatsva izwi rinonyanyoshandiswa nevana kune mumwe wavo anenge akapfeka chinhu chitsva, vachimurova kana kumutsunya zvisinganyanyorwadza, senzira yekuratidza kuti vaona kuti ane hembe itsva.Verenga→