Duramazwi · zita
matsvana
Zvinoreva
Matsva izwi rinonyanyoshandiswa nevana kune mumwe wavo anenge akapfeka chinhu chitsva, vachimurova kana kumutsunya zvisinganyanyorwadza, senzira yekuratidza kuti vaona kuti ane hembe itsva.
1
Matsva izwi rinonyanyoshandiswa nevana kune mumwe wavo anenge akapfeka chinhu chitsva, vachimurova kana kumutsunya zvisinganyanyorwadza, senzira yekuratidza kuti vaona kuti ane hembe itsva.
Imba yavo ine maketeni matsva akanaka kwazvo.
Kuzororera kuita chinhu uchimbomira kuti uture befu nokukoka masimba matsva.
Aya maitiro nematauriro matsva anenge achangopinda mukugara kwevanhu.
Zvakafanana
matsvana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03matsvamwoyo
Matsvamwoyo maitiro emunhu anenge achishushikana mupfungwa pamusoro pechimwe chinhu kana umwe munhu.
VerengaSwipe for the next word