KwaunobvaDuramazwiTtsotsonyo

Zvinoreva

Tsotsonyo chizimbe chemoto chinonhamuka kubva muchoto kuenda kure.

Kuti tsotsonyo kugumha huni iri mumoto zvine simba, kuti idonhedze marasha.

1

2

Zvakafanana

chimvari

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsotsora

Kana munhu achitsotsora huni yakaoma ine mashizha anenge achiirovera pasi kuti mashizha ayo abve.

Verenga

Swipe for the next word