KwaunobvaDuramazwiMmudondo

Duramazwi · zita

mudondo

Zvinoreva

Kana vanhu vachinzi vaenda mudondo vanenge vaenda kun'anga kundoshopera.

1

Kana vanhu vachinzi vaenda mudondo vanenge vaenda kun'anga kundoshopera.

Kuchatadza kuenda kundovhima vanhu vachipedza mazuva akawanda vachirara mudondo.

Uyu muti unomera mudondo, unobereka vana vanodyiwa uye vanobudisa muto mutsvuku.

Kana vanhu vachinzi vaenda mudondo vanenge vaenda kun'anga kundoshopera.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mudongodongo

Idzi ishungu dzokuda kuziva kana kuona chimwe chinhu. Ndine mudongodongo wekuda kuziva kuti mhiripiri inovava sei.

Verenga

Swipe for the next word