KwaunobvaDuramazwiMmutekenyi

Duramazwi · zita

mutekenyi

machinist

Zvinoreva

Mutekenyi munhu anofambisa chinhu chine injini. Mutekenyi wendege akaburitswa basa, paakaonekwa kuti aityaira akadhakwa.

1

Mutekenyi munhu anoridza mutinhimira wemimhanzi yakasiyana-siyana.

2

Zvakafanana

mutyairi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muteketeri

Muteketeri munhu anovamba rwiyo, vamwe vachibvumira.

Verenga

Swipe for the next word