Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutema munhu ane ganda dema, akaita semuShona kana muNdevere. Vatema vakafararira pasi rose, asi vazhinji vanowanikwa muno muAfrica.
1
Mutema munhu ane ganda dema, akaita semuShona kana muNdevere. Vatema vakafararira pasi rose, asi vazhinji vanowanikwa muno muAfrica.
Zuro uno mari yeAmerica yainge ichitangeswa madhora gumi pamusika mutema zvinoreva kuti semurairidzi ndave kuhora madhora makumi mashanu.
Musikana uyu haasi mutema uye haasi mutsvuku. Ari pakati napakati.
Gundya ishiri hombe ine mutsipa mutema nemakumbo marefu, inowanzonekwa mumapani.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutemarege
Uku kuurayiwa kwezvinhu zvakawanda, asi zvisingadyiwe. Nyoka yakapinda muzumbu ikasiya yaita huku mutemarege.
VerengaSwipe for the next word