Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dhiraivha munhu akadzidzira kufambisa motokari, bhazi kana zvimwewo zvinofamba pasi neinjini.
Kuchaira.

Dhiraivha uyu anonatsofambisa bhazi zvinodadisa.

Pamotokari kana chimwe chinoshandisa injini, sonareta kasimbi kakafara kekuti kana dhiraivha akatsika motokari inowedzera kumhanya.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dhirama
Dhirama mutambo unoitwa navatambi, vachitevedzera zvinoitwa navamwe vanhu muupenyu.
VerengaSwipe for the next word